Mako 7:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati aenda naye parutivi, kure noruzhinji, Jesu akaisa minwe yake munzeve dzake. Ipapo akapfira mate akabata rurimi rwomurume uya.

Mako 7

Mako 7:28-34