Mako 7:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ikoko vamwe vanhu vakauya kwaari nomurume akanga ari matsi uye asingagoni kutaura zvakawanda, uye vakamukumbira kwazvo kuti aise ruoko rwake pamusoro pomurume uyu.

Mako 7

Mako 7:30-34