Mako 7:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi imi munoti, kana munhu akati kuna baba kana mai vake, ‘Rubatsiro rupi zvarwo rwamungadaro makagamuchira kubva kwandiri iKobhani’ (ndiko kuti, chipo chakapirwa kuna Mwari),

Mako 7

Mako 7:4-18