Mako 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Mozisi akati, ‘Kudza baba vako namai vako,’ uye ‘Munhu upi zvake achatuka baba vake kana mai vake anofanira kuurayiwa.’

Mako 7

Mako 7:7-16