Mako 5:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo musikana akasimuka akafamba-famba (akanga ana makore gumi namaviri okuberekwa). Nokuda kwaizvozvi, vakashamiswa zvikuru.

Mako 5

Mako 5:33-43