Mako 5:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamubata noruoko akati kwaari, “Tarita kumi!” (zvichireva kuti, “Musikana, ndinoti kwauri, muka!”)

Mako 5

Mako 5:38-43