Mako 5:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo Jesu akanzwa kuti simba rakanga rabuda maari. Akatendeukira kuruzhinji rwavanhu akabvunza achiti, “Ndianiko abata nguo dzangu?”

Mako 5

Mako 5:26-35