Mako 5:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo tsime reropa rake rakapwa uye akanzwa mumuviri wake kuti akanga asunungurwa kubva pakutambudzika kwake.

Mako 5

Mako 5:23-30