Mako 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika kuna Jesu, vakaona murume uya akanga akabatwa neRegioni ramadhimoni, agere ipapo, akapfeka uye ava munhu kwaye; uye vakatya.

Mako 5

Mako 5:12-24