Mako 5:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaya vakanga vachifudza nguruve vakatiza vakandozivisa izvi muguta nomumaruwa, uye vanhu vakabuda kuti vandoona zvakanga zvaitika.

Mako 5

Mako 5:10-17