Mako 4:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Munouya nomwenje kuzouisa pasi pedengu here kana pasi pomubhedha? Handiti munouisa pachigadziko chawo here?

Mako 4

Mako 4:20-29