Mako 4:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vakaita setsanga yakawira pavhu rakanaka, vanonzwa shoko, vorigamuchira, uye vobereka zvibereko, kakapetwa makumi matatu, makumi matanhatu kana kunyange zana pane zvinenge zvakushwa.”

Mako 4

Mako 4:17-23