Mako 3:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaudza vadzidzi vake kuti vamuswededzere igwa duku, kuitira kuti vanhu varege kumutsikirira nokuda kwokuwanda kwavo.

Mako 3

Mako 3:2-12