Mako 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vanzwa zvose zvaakanga achiita, vanhu vazhinji vakauya kwaari vachibva kuJudhea, Jerusarema, Idhumea, uye namatunhu ari mhiri kweJorodhani, neakapoteredza Tire neSidhoni.

Mako 3

Mako 3:1-17