Mako 3:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Atsamwa, akatarisa vanhu vose vakanga vakamukomberedza, uye ashungurudzwa nokuda kwokusindimara kwemwoyo yavo akati kumunhu, “Tambanudza ruoko rwako.” Akarutambanudza, uye ruoko rwake rukaporeswa.

Mako 3

Mako 3:1-8