Mako 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jesu akavabvunza akati, “Ndezvipiko zvinotenderwa nomusi weSabata: kuita zvakanaka kana kuita zvakaipa, kuponesa munhu kana kuuraya?” Asi vakaramba vanyerere.

Mako 3

Mako 3:1-13