Mako 3:16-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Ava ndivo gumi navaviri vaakasarudza: Simoni (uyo waakatumidza zita rokuti Petro);

17. Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomunun'una wake Johani (avo vaakatumidza zita rokuti Bhoanerigesi, kureva kuti Vanakomana voKutinhira);

18. Andirea, Firipi, Bhatoromeo, Mateo, Tomasi, Jakobho mwanakomana waArifasi, Tadheo, Simoni muZeroti

19. naJudhasi Iskarioti, uyo akamupandukira.

Mako 3