Mako 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akatanga kudzidzisazve ari pagungwa. Vanhu vakanga vakaungana vakamukomberedza vari vazhinji zhinji zvokuti akabva apinda mugwa akagara mariri ari mugungwa, asi vanhu vose vari kumahombekombe.

Mako 4

Mako 4:1-8