Mako 2:26-28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. Mumazuva aAbhiatari muprista mukuru, akapinda mumba maMwari akadya chingwa chakatsaurwa, chinongotenderwa kudyiwa navaprista chete. Uye akapawo vamwe vaaiva navo.”

27. Ipapo akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata.

28. Saka mwanakomana woMunhu ndiye Ishe kunyange weSabata.”

Mako 2