Mako 2:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva aAbhiatari muprista mukuru, akapinda mumba maMwari akadya chingwa chakatsaurwa, chinongotenderwa kudyiwa navaprista chete. Uye akapawo vamwe vaaiva navo.”

Mako 2

Mako 2:19-28