Mako 16:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akati amuka mangwanani nezuva rokutanga revhiki, akatanga kuzviratidza kuna Maria Magadharena, uya waakanga abudisa kubva maari mweya yakaipa minomwe.

Mako 16

Mako 16:1-10