Mako 16:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachibvunda uye vachishamiswa, vakabuda vakatiza kubva muguva. Havana chavakataura kuno munhu, nokuti vakanga vachitya.

Mako 16

Mako 16:1-18