Mako 15:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akashamiswa kunzwa kuti akanga atofa. Akatuma mukuru wezana, akamubvunza kana Jesu akanga afa.

Mako 15

Mako 15:42-47