Mako 15:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josefa weArimatea, nhengo yeDare Guru yaiva nomukurumbira, uyo akanga akamirirawo umambo hwaMwari, akatsunga kuenda kuna Pirato kundokumbira mutumbi waJesu.

Mako 15

Mako 15:35-47