Mako 15:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Ipapo vakamupa waini yakavhenganiswa nemura, asi haana kuinwa.

24. Uye vakamuroverera pamuchinjikwa. Vakagovana nguo dzake, vakakanda mijenya kuti vaone kuti mumwe nomumwe angawanei.

25. Yakanga iri nguva yechitatu pavakamuroverera.

Mako 15