Mako 15:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye vakamuroverera pamuchinjikwa. Vakagovana nguo dzake, vakakanda mijenya kuti vaone kuti mumwe nomumwe angawanei.

Mako 15

Mako 15:23-25