Mako 15:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pirato akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?”Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo sokutaura kwamaita.”

Mako 15

Mako 15:1-7