Mako 15:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwanani-ngwanani, vaprista vakuru navakuru, vadzidzisi vomurayiro uye neDare Guru rose, vakapa mutongo. Vakasunga Jesu, vakaenda naye vakandomuisa mumaoko aPirato.

Mako 15

Mako 15:1-10