Mako 14:69 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati aonekwazve nomusikana uyu aiva murandakadzi, musikana akatizve kuna avo vakanga vamirepo, “Munhu uyu ndomumwe wavo.”

Mako 14

Mako 14:66-72