Mako 14:68 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iye akaramba akati, “Handizivi kana kunzwisisa zvaunoreva,” uye akabuda akandomira pamukova wokupinda nawo.

Mako 14

Mako 14:61-70