Mako 14:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Abha, Baba, zvinhu zvose zvinogoneka kwamuri. Bvisai mukombe uyu kwandiri. Asi kwete kuda kwangu, asi kuda kwenyu.”

Mako 14

Mako 14:34-43