Mako 14:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati aenda chinhambwe zvishoma, akawira pasi uye akanyengetera kuti kana zvichibvira nguva iyi ipfuure, ibve kwaari.

Mako 14

Mako 14:27-36