Mako 14:24-26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

24. Akati kwavari, “Iri ndiro ropa rangu resungano, rinodururirwa vazhinji.

25. Ndinokuudzai chokwadi kuti handichazonwizve chibereko chomuzambiringa kusvikira pazuva iro pandichazonwa zvava zvitsva muumambo hwaMwari.”

26. Vakati vaimba rwiyo, vakabuda vakaenda kuGomo reMiorivhi.

Mako 14