Mako 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vari pakudya, Jesu akatora chingwa, akavonga uye akachimedura, akapa vadzidzi vake achiti, “Torai mudye, uyu ndiwo muviri wangu.”

Mako 14

Mako 14:17-26