Mako 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana woMunhu achaenda hake sezvazvakanyorwa pamusoro pake. Asi ane nhamo munhu uyo anopandukira Mwanakomana woMunhu! Zvaiva nani kwaari dai akanga asina kuzvarwa.”

Mako 14

Mako 14:15-26