Mako 13:22-24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

22. Nokuti vanaKristu venhema navaprofita venhema vachaonekwa uye vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vatsause vatsvene, kana dai zvichigona.

23. Saka mugare makarinda; ndagara ndakuudzai zvinhu zvose zvisati zvaitika.

24. “Asi mumazuva iwayo, shure kwokutambudzika ikoko,“ ‘zuva richasvibiswa,uye mwedzi hauchazovhenekeri;

Mako 13