Mako 13:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vanaKristu venhema navaprofita venhema vachaonekwa uye vachaita zviratidzo nezvishamiso kuti vatsause vatsvene, kana dai zvichigona.

Mako 13

Mako 13:20-24