Mako 11:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana mukabvunzwa nomunhu kuti, ‘Seiko muchiita izvi?’ muti kwaari, ‘Ishe anomuda uye achamudzosa pano nokukurumidza.’ ”

Mako 11

Mako 11:1-6