Mako 11:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

achiti kwavari, “Endai mumusha wakatarisana nemi, uye pamunongopinda mauri, muchawana mwana wembongoro akasungirirwa ipapo, asina kumbotasvwa nomunhu. Mumusunungure mugouya naye pano.

Mako 11

Mako 11:1-7