Mako 10:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanzwa kuti akanga ari Jesu weNazareta, akatanga kudanidzira achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!”

Mako 10

Mako 10:46-52