Mako 10:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakasvika kuJeriko. Jesu navadzidzi vake, pamwe chete navanhu vazhinji, vakati vobuda muguta, Bhatimeo, murume akanga ari bofu, (ndiye mwanakomana waTimeo), akanga agere parutivi penzira achikumbira.

Mako 10

Mako 10:41-47