Mako 10:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vadzidzi vakashamiswa namashoko ake. Asi Jesu akatizve, “Vana, zvakaoma sei kupinda muumambo hwaMwari!

Mako 10

Mako 10:20-30