Mako 10:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akatarira-tarira ndokuti kuvadzidzi vake, “Zvakaoma sei kuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari!”

Mako 10

Mako 10:17-29