Mako 1:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya. Akati, “Ndinoda. Chinatswa!”

Mako 1

Mako 1:37-45