Mako 1:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwe murume akanga ana maperembudzi akauya kwaari akapfugama, akamukumbira zvikuru achiti, “Kana muchida, munogona kundinatsa.”

Mako 1

Mako 1:34-42