Mako 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haana kunonoka, akavadana, uye vakasiya baba vavo, Zebhedhi mugwa vaine vashandi vavo, vakamutevera.

Mako 1

Mako 1:18-30