Mako 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati afamba chinhambwe zvishoma, akaona Jakobho mwanakomana waZebhedhi nomunun'una wake Johani vari mugwa, vachigadzira usvasvi hwavo.

Mako 1

Mako 1:18-26