Mabasa Avapostori 9:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akavabudisa vose mumba; ipapo akapfugama namabvi ake akanyengetera. Akatendeukira kumukadzi akanga afa akati, “Tabhita, muka.” Iye akasvinura meso ake, uye akati aona Petro, akamuka akagara.

Mabasa Avapostori 9

Mabasa Avapostori 9:32-43