Mabasa Avapostori 9:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Petro akaenda navo, uye akati asvika, vakamutora vakaenda naye muimba yapamusoro. Chirikadzi dzose dzakamira dzakamupoteredza, dzichichema dzichimuratidza majasi nedzimwe nguo dzakanga dzaitwa naDhokasi panguva yaakanga achinavo.

Mabasa Avapostori 9

Mabasa Avapostori 9:35-41