Mabasa Avapostori 8:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Firipi akati, “Kana uchitenda nomwoyo wako wose, zvinogoneka.” Iye akapindura akati, “Ndinotenda kuti Jesu Kristu ndiye Mwanakomana waMwari.”

Mabasa Avapostori 8

Mabasa Avapostori 8:29-40